1 Samuel 24:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana munhu aciŋge awana muʋeŋgi wake, uŋgamurega akaenda hake here? Naiɀoɀo Jehova ŋgaakuripire ɀakanaka nokuɗa kweɀawakandiitira nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akawanikidza muvengi wake angamurega achienda asina vanga here? Jehovha ngaakuripire zvakanaka nokuda kwezvawakandiitira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti munhu akawana muvengi wake angamurege achienda zvake here? Saka Tenzi ngaakupe mubayiro wakapetwa pamusana pezvakanaka zvawandiitira nhasi uno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana munhu achinge awana muvengi wake, ungamurege akaenda hake here? Naizvozvo Jehovha ngaakuripire zvakanaka nokuda kwezvawakandiitira nhasi.
Shona 2009?
Nokuti kana munhu achinge awana muvengi wake, ungamurege akaenda hake here? Naizvozvo Jehovha ngaakuripire zvakanaka nokuda kwezvawakandiitira nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana munhu achinge awana muvengi wake, ungamurege akaenda hake here? Naizvozvo Jehovha ngaakuripire zvakanaka nokuda kwezvawakandiitira nhasi.