1 Samuel 24:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarira, ndinoziʋa kuti iwe ucazoʋa mambo ɀirokwaɀo, ʋuye kuti ʋushe bgaIsraeri bgucasimbiswa muruʋoko rwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoziva zvirokwazvo kuti iwe uchava mambo uye umambo hweIsraeri huchasimbiswa mumaoko ako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwaka, ndazoziva zvino kuti chaizvoizvo iwe, ndiwe uchava mambo, uye kuti newe umambo hweIsiraeri huchatonyatsodzika midzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarira, ndinoziva kuti iwe uchazova mambo zvirokwazvo, uye kuti ushe hwaIsiraeri huchasimbiswa muruoko rwako.
Shona 2009?
Zvino tarira, ndinoziva kuti iwe uchazova mambo zvirokwazvo, uye kuti ushe hwaIsiraeri huchasimbiswa muruoko rwako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarira, ndinoziva kuti iwe uchazova mambo zvirokwazvo, uye kuti ushe hwaIsiraeri huchasimbiswa muruoko rwako.