1 Samuel 24:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo pika ɀino kwandiri naJehova kuti hauŋgaparadzi ʋana ʋaŋgu ʋanonditeʋera, ʋuye kuti hauŋgaparadzi zita raŋgu mumba maɓaɓa ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pika kwandiri naJehovha kuti iwe hauchazoparadzi zvizvarwa zvangu kana kuparadza zita rangu kubva pamhuri yababa vangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino chipika kwandiri nezita raTenzi kuti hauzotsakatisa zvizvarwa zvangu zvichauya, uye kuti hauzorovesa zita rangu mudzinza rokwababa vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo pika zvino kwandiri naJehovha kuti haungaparadzi vana vangu vanonditevera, uye kuti haungaparadzi zita rangu mumba mababa vangu.”
Shona 2009?
"Naizvozvo pika zvino kwandiri naJehovha kuti haungaparadzi vana vangu vanonditevera, uye kuti haungaparadzi zita rangu mumba mababa vangu."
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo pika zvino kwandiri naJehovha kuti haungaparadzi vana vangu vanonditevera, uye kuti haungaparadzi zita rangu mumba mababa vangu.”