1 Samuel 24:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Davidi akapika kunaSauro. Sauro akaenda kumusha kwake, asi Davidi naʋanhu ʋake ʋakaenda kunhare yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akapika kuna Sauro. Ipapo Sauro akadzokera kumusha kwake, asi Dhavhidhi navanhu vake vakaenda kunhare yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akapika izvozvo kuna Sauro. Sauro akadzokera kumusha, asi Dhavhidhi navanhu vake vakakwidza kubako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhavhidhi akapika kuna Sauro. Sauro akaenda kumusha kwake, asi Dhavhidhi navanhu vake vakaenda kunhare yavo.
Shona 2009?
Ipapo Dhavhidhi akapika kuna Sauro. Sauro akaenda kumusha kwake, asi Dhavhidhi navanhu vake vakaenda kunhare yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhavhidhi akapika kuna Sauro. Sauro akaenda kumusha kwake, asi Dhavhidhi navanhu vake vakaenda kunhare yavo.