1 Samuel 24:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi pashure hana yaDavidi yakamutambudza, nemhaka yokuti wakaŋga agura ŋguʋo yaSauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo Dhavhidhi akarohwa nehana nokuda kwokuti akanga acheka kona yenguo yaSauro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hana yaDhavhidhi yakarova nokucheka kwaakanga aita chipenga chehanzu yaSauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi pashure hana yaDhavhidhi yakamutambudza, nemhaka yokuti wakanga agura nguo yaSauro.
Shona 2009?
Asi pashure hana yaDhavhidhi yakamutambudza, nemhaka yokuti wakanga agura nguvo yaSauro.
Shona SUB 2002 Bible
Asi pashure hana yaDhavhidhi yakamutambudza, nemhaka yokuti wakanga agura nguo yaSauro.