1 Samuel 25:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiŋgatora ɀiŋgwa ɀaŋgu, nemvura yaŋgu, nenyama yaŋgu yandakaʋurayira ʋaʋeʋuri ʋaŋgu, ndiɀipe ʋarume ʋandisiŋgaziʋi kuti ʋanobvepiko here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, ndingatorerei chingwa changu nemvura yangu uye nenyama yandakaurayira vaveuri vangu, ndichipa vanhu vandisingazivi kwavanobva?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nditore chingwa changu, nemvura yangu, nenyama yandabayira vaveuri vangu, ndichipa zvangu kuvanhu vandisingamboziva kana nokwavanobva here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndingatora zvingwa zvangu, nemvura yangu, nenyama yangu yandakaurayira vaveuri vangu, ndizvipe varume vandisingazivi kuti vanobvekupiko here?”
Shona 2009?
Ndingatora zvingwa zvangu, nemvura yangu, nenyama yangu yandakaurayira vaveuri vangu, ndizvipe varume vandisingazivi kuti vanobvekupiko here?"
Shona SUB 2002 Bible
Ndingatora zvingwa zvangu, nemvura yangu, nenyama yangu yandakaurayira vaveuri vangu, ndizvipe varume vandisingazivi kuti vanobve kupiko here?”