1 Samuel 25:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋarume aʋo ʋaitiitira ɀakanaka, hatina‐kutambudzwa naʋo; hatina‐kurashikirwa necinhu mazuʋa ose atakafambidzana naʋo kusaŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi varume ava vakanga vakanaka kwazvo kwatiri. Havana kutibata zvakaipa, uye panguva yose iyi yatakanga tinavo musango hatina kurasikirwa nechinhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mufunge zvenyuka, vanhu ivava vakatiitira zvakanaka kwazvo. Havana chakaipa chavakaita kwatiri. Hapana chatakarasikirwa nacho kumafuro nguva yose iyi yatakanga tiinavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi varume avo vaitiitira zvakanaka, hatina kutambudzwa navo; hatina kurashikirwa nechinhu mazuva ose atakafambidzana navo kusango.
Shona 2009?
Asi varume avo vaitiitira zvakanaka, hatina kutambudzwa navo; hatina kurashikirwa nechinhu mazuva ose atakafambidzana navo kusango.
Shona SUB 2002 Bible
Asi varume avo vaitiitira zvakanaka, hatina kutambudzwa navo; hatina kurashikirwa nechinhu mazuva ose atakafambidzana navo kusango.