1 Samuel 25:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaAbigairi: Jehova Mŋari waIsraeri ŋgaakudzwe, iye wakakutuma nhasi kuzosoŋgana neni;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati kuna Abhigairi, “Jehovha ngaarumbidzwe, Mwari waIsraeri, akutuma nhasi kuti uzosangana neni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna Abhigairi, “Ngaarumbidzwe Tenzi, Mwari wavaIsiraeri akutuma kuti usangane neni nhasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Abhigairi, “Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, iye wakakutuma nhasi kuzosangana neni;
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Abhigairi, "Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, iye wakakutuma nhasi kuzosangana neni;
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Abhigairi, “Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, iye wakakutuma nhasi kuzosangana neni;