1 Samuel 25:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuŋgwara kwako ŋgakukudzwe, newe ʋo ukudzwe, nokuti wakandidziʋirira nhasi kuti ndirege kuteʋura ropa, nokuɀitsiʋa noruʋoko rwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uropafadzwe iwe nokuda kwokungwara kwako kwakanaka uye nokundiita kuti ndisateura ropa nhasi uye kuti ndisazvitsivira namaoko angu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari ngaakukomborere nepfungwa yako yokugona kunzwisisa kudai. Mwari ngaakukomberere nokundidzora kwawandiita nhasi ndikarega kupara mhosva yokudeura ropa kana kuzvitsivira ndoga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokungwara kwako ngakukudzwe, newewo ukudzwe, nokuti wakandidzivirira nhasi kuti ndirege kuteura ropa, nokuzvitsiva noruoko rwangu.
Shona 2009?
nokungwara kwako ngakukudzwe, newewo ukudzwe, nokuti wakandidzivirira nhasi kuti ndirege kuteura ropa, nokuzvitsiva noruoko rwangu.
Shona SUB 2002 Bible
nokungwara kwako ngakukudzwe, newewo ukudzwe, nokuti wakandidzivirira nhasi kuti ndirege kuteura ropa, nokuzvitsiva noruoko rwangu.