1 Samuel 25:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Davidi akagamucira paruʋoko rwake ɀaakaŋga amuʋigira, akati kwaari: Kwira hako norugare kumba kwako; tarira, ndaterera inzwi rako, ndakunzwira tsitsi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Dhavhidhi akagamuchira kubva muruoko rwake zvaakanga amuvigira akati, “Enda kumba norugare. Ndanzwa mashoko ako uye nechikumbiro chako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akagamuchira zvakanga zvauya nomukadzi uyu kwaari, akamuti, “Chidzokera zvako kumusha kwako zvawataura ndazvinzwa uye ndichaita zvawareva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Dhavhidhi akagamuchira paruoko rwake zvaakanga amuvigira, akati kwaari, “Kwira hako norugare kumba kwako; tarira ndateerera izwi rako, ndakunzwira tsitsi.”
Shona 2009?
Naizvozvo Dhavhidhi akagamuchira paruoko rwake zvaakanga amuvigira, akati kwaari, "Kwira hako norugare kumba kwako; tarira ndateerera inzwi rako, ndakunzwira tsitsi."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Dhavhidhi akagamuchira paruoko rwake zvaakanga amuvigira, akati kwaari, “Kwira hako norugare kumba kwako; tarira ndateerera izwi rako, ndakunzwira tsitsi.”