1 Samuel 25:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana, waini yakati yabva kunaNabari, mukadzi wake akamurondedzera mashoko iwayo, mŋoyo wake ukafa mukati make, akaita sebge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mangwanani, Nabhari paakanga asina kudhakwa, mukadzi wake akamuudza zvinhu zvose izvi, mwoyo wake ukaneta uye ukaita sedombo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwanani acho waini yapera muna Nabhari, mudzimai wake akamutaurira izvozvi izvi akarohwa nehana akaoma kuti papata nokutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana, waini yakati yabva kuna Nabhari, mukadzi wake akamurondedzera mashoko iwayo, mwoyo wake ukafa mukati make, akaita sebwe.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana, waini yakati yabva kuna Nabhari, mukadzi wake akamurondedzera mashoko iwayo, moyo wake ukafa mukati make, akaita sebwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana, waini yakati yabva kuna Nabhari, mukadzi wake akamurondedzera mashoko iwayo, mwoyo wake ukafa mukati make, akaita sebwe.