1 Samuel 25:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa aneŋge gumi akati apera, Jehova akaroʋa Nabari, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwamazuva anenge gumi, Jehovha akarova Nabhari akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti kwangoti perei mazuva anenge gumi, Tenzi akazovinga Nabhari nedenda, akabva afa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva anenge gumi akati apera, Jehovha akarova Nabhari, akafa.
Shona 2009?
Mazuva anenge gumi akati apera, Jehovha akarova Nabhari, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva anenge gumi akati apera, Jehovha akarova Nabhari, akafa.