1 Samuel 25:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi wakanzwa kurenje kuti Nabari wakaŋga aciʋeʋura makwai ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi achiri mugwenga, akanzwa kuti Nabhari akanga achiveura makwai ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakanga Dhavhidhi ari kurenje akanzwa zvichinzi Nabhari ari kuveura hwai dzake kuKarimeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi wakanzwa kurenje kuti Nabhari wakanga achiveura makwai ake.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi wakanzwa kurenje kuti Nabhari wakanga achiveura makwai ake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi wakanzwa kurenje kuti Nabhari wakanga achiveura makwai ake.