1 Samuel 25:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaranda ʋaDavidi ʋakati ʋaciȿika kunaAbigairi paKarmeri, ʋakataura naye, ʋakati: Davidi wakatitumira kwauri kuzokutora uʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varanda vake vakaenda kuKarimeri vakati kuna Abhigairi, “Dhavhidhi atituma kwamuri kuti tikutorei kuti muve mukadzi wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vaDhavhidhi pavakasvika kuna Abhigairi kuKarimeri vakati kwaari, “Dhavhidhi atitumira kwamuri kuti tizokutorai muve zvenyu mukadzi wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varanda vaDhavhidhi vakati vachisvika kuna Abhigairi paKarimeri, vakataura naye vakati, “Dhavhidhi wakatitumira kwauri kuzokutora uve mukadzi wake.”
Shona 2009?
Zvino varanda vaDhavhidhi vakati vachisvika kuna Abhigairi paKarimeri, vakataura naye vakati, "Dhavhidhi wakatitumira kwauri kuzokutora uve mukadzi wake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varanda vaDhavhidhi vakati vachisvika kuna Abhigairi paKameri, vakataura naye vakati, “Dhavhidhi wakatitumira kwauri kuzokutora uve mukadzi wake.”