1 Samuel 25:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro wakaŋga akapa Parti, mŋanakomana waRaishi, waiʋa weGarimi, mukunda wake Mikari, mukadzi waDavidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Sauro akanga apa mwanasikana wake Mikari, mukadzi waDhavhidhi, kuna Paritieri mwanakomana waRaishi, akanga achibva kuGarimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akatenge apawo Mikari mukunda wake mukadzi waDhavhidhi kuna Pariti mwana wavaRaishi vokuGarimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro wakanga akapa Pariti, mwanakomana waRaishi, waiva weGarimi, mukunda wake Mikari, mukadzi waDhavhidhi.
Shona 2009?
Zvino Sauro wakanga akapa Pariti, mwanakomana waRaishi, waiva weGarimi, mukunda wake Mikari, mukadzi waDhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro wakanga akapa Pariti, mwanakomana waRaishi, waiva weGarimi, mukunda wake Mikari, mukadzi waDhavhidhi.