1 Samuel 25:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akatuma majaya anegumi, Davidi akati kumajaya: Kwirai Karmeri, muende kunaNabari, mundomukwazisa nezita raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akatuma majaya gumi akati kwavari, “Endai kuna Nabhari paKarimeri mundomukwazisa muzita rangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatuma majaya gumi achiti, “Endai kuKarimeri mundondikwazisirawo Nabhari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akatuma majaya ane gumi, Dhavhidhi akati kumajaya, “Kwirai Karimeri, muende kuna Nabhari, mundomukwazisa nezita rangu.
Shona 2009?
Dhavhidhi akatuma majaya ane gumi, Dhavhidhi akati kumajaya, "Kwirai Karimeri, muende kuna Nabhari, mundomukwazisa nezita rangu.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akatuma majaya ane gumi, Dhavhidhi akati kumajaya, “Kwirai Kameri, muende kuna Nabhari, mundomukwazisa nezita rangu.