1 Samuel 25:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino majaya aDavidi akati aȿika, akaʋudza Nabari mashoko iwayo ose nezita raDavidi, ʋakanyarara haʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vaDhavhidhi vakati vasvika, vakaudza Nabhari mashoko aya muzita raDhavhidhi. Ipapo vakamirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti majaya aDhavhidhi asvikako akapira kuna Nabhari zvose izvi achiti tatumwa naDhavhidhi, ndokumira zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino majaya aDhavhidhi akati asvika, akaudza Nabhari mashoko iwayo ose nezita raDhavhidhi, vakanyarara havo.
Shona 2009?
Zvino majaya aDhavhidhi akati asvika, akaudza Nabhari mashoko iwayo ose nezita raDhavhidhi, vakanyarara havo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino majaya aDhavhidhi akati asvika, akaudza Nabhari mashoko iwayo ose nezita raDhavhidhi, vakanyarara havo.