1 Samuel 26:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaZifi ʋakaʋuya kunaSauro paGibea, ʋakati: Ko Davidi haazinoʋanda pacikomo ceHakira, ciri pamberi perenje here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaZifi vakaenda kuna Sauro paGibhea vakati, “Ko, Dhavhidhi haana kuvanda pachikomo cheHakira, chakatarisana neJeshimoni here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vanhu vechiZifu vakaenda kuna Sauro kuGibhea vakati, “Ko inga iye Dhavhidhi akahwanda wani kuchikomo cheHakira kumabvazuva kweJeshimoni?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaZifi vakauya kuna Sauro paGibhea, vakati, “Ko Dhavhidhi haazikunovanda pachikomo cheHakira, chiri pamberi perenje here?”
Shona 2009?
Zvino vaZifi vakauya kuna Sauro paGibhiya, vakati, "Ko Dhavhidhi haazikunovanda pachikomo cheHakira, chiri pamberi perenje here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaZifi vakauya kuna Sauro paGibhia, vakati, “Ko Dhavhidhi haazi kunovanda pachikomo cheHakira, chiri pamberi perenje here?”