1 Samuel 26:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akashoʋedzera kuʋanhu nokunaAbineri mŋanakomana waNeri, akati: Nhandi Abineri, hauɗaʋiri here? Ipapo Abineri akaɗaʋira, akati: Ndiwe aniko unoshoʋedzera kunamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akadanidzira kuvarwi nokuna Abhineri mwanakomana waNeri akati, “Abhineri haundidaviri here?” Abhineri akapindura akati, “Ndiwe aniko unodanidzira kuna mambo?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akadaidzira kuhondo iya kuna Abhuneri mwana waNeri achiti, “Haudaire here iwe Abhuneri?” Abhuneri akadaira achiti, “Ndiwe ani unodaidza mambo iwe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akashevedzera kuvanhu nokuna Abhineri mwanakomana waNeri, akati, “Nhai Abhineri, haudaviri here?” Ipapo Abhineri akadavira, akati, “Ndiwe aniko unoshevedzera kuna mambo.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akashevedzera kuvanhu nokuna Abhineri mwanakomana waNeri, akati, "Nhai Abhineri, haudaviri here?" Ipapo Abhineri akadavira, akati, "Ndiwe aniko unoshevedzera kuna mambo."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akashevedzera kuvanhu nokuna Abhineri mwanakomana waNeri, akati, “Nhai Abhineri, haudaviri here?” Ipapo Abhineri akadavira, akati, “Ndiwe aniko unoshevedzera kuna mambo.”