1 Samuel 26:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ko Ishe waŋgu unoteʋerereiko muranda wake? Nokuti ndakaiteiko? Ɀakaipa ɀiri mandiri ndeɀeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatizve, “Seiko ishe wangu achidzinganisa muranda wake? Ndakaiteiko, uye mhosva yandakapara ndeipiko?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatizve, “Changamire, chii chamarambira makati tsvome tsvome neni kundironda kudai ini muranda wenyu? Chii chandakaita? Ndeipi mhosva yandakapara?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Ko Ishe wangu unoteverereiko muranda wake? Nokuti ndakaiteiko? Zvakaipa zviri mandiri ndezveiko?
Shona 2009?
Akati, "Ko Ishe wangu unoteverereiko muranda wake? Nokuti ndakaiteiko? Zvakaipa zviri mandiri ndezveiko?
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Ko Ishe wangu unoteverereiko muranda wake? Nokuti ndakaiteiko? Zvakaipa zviri mandiri ndezveiko?