1 Samuel 26:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino ropa raŋgu ŋgarirege kuwira pasi kure naJehova, nokuti mambo waIsraeri waɓuɗa kuzotȿaka rutata rumŋe, somunhu unovima hwari mumakomo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ropa rangu ngarirege kuteukira pasi kure naJehovha. Mambo waIsraeri akabuda kuti azotsvaka nhata, somunhu anovhima chikwari mumakomo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino dai ropa rangu rarega zvaro kudeurirwa kure nenzvimbo yaTenzi inoera. Ndinodaro nokuti mambo weIsiraeri abudira ini zvangu nhata zvayo, sehombarume iri kuvhima hwerekwere mumakomo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino ropa rangu ngarirege kuwira pasi kure naJehovha, nokuti mambo waIsiraeri wabuda kuzotsvaka rutata rumwe, somunhu unovhima hware mumakomo.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino ropa rangu ngarirege kuwira pasi kure naJehovha, nokuti mambo waIsiraeri wabuda kuzotsvaka rutata rumwe, somunhu unovhima hwari mumakomo."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino ropa rangu ngarirege kuwira pasi kure naJehovha, nokuti mambo waIsiraeri wabuda kuzotsvaka rutata rumwe, somunhu unovhima hware mumakomo.”