1 Samuel 26:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unoripira munhu mumŋe nomumŋe kururama kwake nokutendeka kwake; nokuti Jehova wakakuisai nhasi kwandiri, asi ndakaramba kutambanudzira ruʋoko rwaŋgu kumuzodzwa waJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha anoripira munhu mumwe nomumwe nokuda kwokururama kwake uye nokutendeka kwake. Jehovha akuisai mumaoko angu nhasi, asi handina kuda kutambanudzira ruoko rwangu pamuzodziwa waJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi anopa mubayiro munhu akarurama akatendeka. Nhasi uno Tenzi akuisai mumaoko angu asi ini ndarega zvangu kusimudzira ruoko rwangu muzodzwa waTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha unoripira munhu mumwe nomumwe kururama kwake nokutendeka kwake; nokuti Jehovha wakakuisai nhasi kwandiri, asi ndakaramba kutambanudzira ruoko rwangu kumuzodzwa waJehovha.
Shona 2009?
Jehovha unoripira munhu mumwe nomumwe kururama kwake nokutendeka kwake; nokuti Jehovha wakakuisai nhasi kwandiri, asi ndakaramba kutambanudzira ruoko rwangu kumuzodzwa waJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha unoripira munhu mumwe nomumwe kururama kwake nokutendeka kwake; nokuti Jehovha akakuisai nhasi kwandiri, asi ndakaramba kutambanudzira ruoko rwangu kumuzodzwa waJehovha.