1 Samuel 26:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akati kunaDavidi: Wakaropafadzwa iwe mŋana waŋgu Davidi; ucaʋa nesimba, ʋuye ucakunda kwaɀo. Naiɀoɀo Davidi akaenda hake, naSauro akadzokera kumusha kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Iwe uropafadzwe, mwanakomana wangu Dhavhidhi; iwe uchaita zvinhu zvikuru uye zvirokwazvo uchakunda.” Saka Dhavhidhi akaenda hake, uye Sauro akadzokera kumusha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Mwari ngaakukomborere zvako mwanangu Dhavhidhi. Uchanyatsoita zvinhu chaizvo, uchibudirira kwazvo.” Dhavhidhi akaenda zvake Sauro akadzokera kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Wakaropafadzwa iwe mwanangu Dhavhidhi; uchava nesimba, uye uchakunda kwazvo.” Naizvozvo Dhavhidhi akaenda hake, naSauro akadzokera kumusha kwake.
Shona 2009?
Ipapo Sauro akati kuna Dhavhidhi, "Wakaropafadzwa iwe mwanangu Dhavhidhi; uchava nesimba, uye uchakunda kwazvo." Naizvozvo Dhavhidhi akaenda hake, naSauro akadzokera kumusha kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akati kuna Dhavhidhi, “Wakaropafadzwa iwe mwanangu Dhavhidhi; uchava nesimba, uye uchakunda kwazvo.” Naizvozvo Dhavhidhi akaenda hake, naSauro akadzokera kumusha kwake.