1 Samuel 26:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akaʋaka misasa yake pacikomo ceHakira, ciri pamberi perenje, kurutiʋi rwenzira. Asi Davidi wakaŋga agere murenje, akaʋona Sauro acimuteʋera murenje.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akaita musasa wake parutivi pomugwagwa uri pachikomo cheHakira chakatarisana neJeshimoni, asi Dhavhidhi akanga achigara murenje. Akati achiona kuti Sauro akanga amutevera imomo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akasvikodzika matendhe pachikomo cheHakira chiri munyasi momugwagwa kumabvazuva kweJeshimoni. Dhavhidhi akarambawo ari murenje paakanga aona kuti Sauro ari kumutsvaka murenje reZifu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akavaka misasa yake pachikomo cheHakira, chiri pamberi parenje, kurutivi rwenzira. Asi Dhavhidhi wakanga agere murenje, akaona Sauro achimutevera murenje.
Shona 2009?
Sauro akavaka misasa yake pachikomo cheHakira, chiri pamberi perenje, kurutivi rwenzira. Asi Dhavhidhi wakanga agere murenje, akaona Sauro achimutevera murenje.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akavaka misasa yake pachikomo cheHakira, chiri pamberi parenje, kurutivi rwenzira. Asi Dhavhidhi wakanga agere murenje, akaona Sauro achimutevera murenje.