1 Samuel 26:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaAbishai: Usamuʋuraya, nokuti ndianiko uŋgagona kutambanudzira ruʋoko rwake kumuzodzwa waJehova, akasaʋa nemhoȿa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Usamuparadza! Ndianiko angagona kutambanudza ruoko rwake pamuzodziwa waJehovha akashaya mhosva?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Usamuuraya, ndiani chaizvo angasimudzire ruoko rwake muzodzwa waTenzi akasara asina nemhosva yose?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Usamuuraya, nokuti ndianiko ungagona kutambanudzira ruoko rwake kumuzodzwa waJehovha, akasava nemhosva?”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Abhishai, "Usamuuraya, nokuti ndianiko ungagona kutambanudzira ruoko rwake kumuzodzwa waJehovha, akasava nemhosva?"
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Abhishai, “Usamuuraya, nokuti ndianiko ungagona kutambanudzira ruoko rwake kumuzodzwa waJehovha, akasava nemhosva?”