1 Samuel 27:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akishi akati: Mandopambara kupiko nhasi? Davidi akati: Kurutiʋi rwezasi rwaʋaJuda, nokurutiʋi rwezasi rwaʋaJerameeri, nokurutiʋi rwezasi rwaʋaKeni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akishi aiti amubvunza kuti, “Wanga waenda kundopamba kupiko nhasi?” Dhavhidhi aiti, “Kurutivi rweZasi kweJudha kana kuti kurutivi rweZasi kweJerameeri kana kuti kurutivi rweZasi kweKeni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akishi aizomubvunza kuti, “Ko wanga waenda kundorwisa kupiko nhasi?” Dhavhidhi aiti, “Ndandorwisa Negevhu yokwaJudha,” kana kuti “Negevhu yokwaJerahimeeri neNegevhu yokuvaKeni.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akishi akati, “Mandopambara kupiko nhasi?” Dhavhidhi akati, “Kurutivi rwezasi rwavaJudha, nokurutivi rwezasi rwavaJerameeri, nokurutivi rwezasi rwavaKeni.”
Shona 2009?
Akishi akati, "Mandopambara kupiko nhasi?" Dhavhidhi akati, "Kurutivi rwezasi rwavaJudha, nokurutivi rwezasi rwavaJerameeri, nokurutivi rwezasi rwavaKeni."
Shona SUB 2002 Bible
Akishi akati, “Mandopambara kupiko nhasi?” Dhavhidhi akati, “Kurutivi rwezasi rwavaJudha, nokurutivi rwezasi rwavaJerameeri, nokurutivi rwezasi rwavaKeni.”