1 Samuel 27:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akishi akatenda Davidi, aciti: Waɀiʋeŋgesa kwaɀo naʋanhu ʋake Israeri; naiɀoɀo ucaʋa muranda waŋgu nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akishi akavimba naDhavhidhi akati mumwoyo make, “Ava munhu anovengwa kwazvo navanhu vokwake, ivo vaIsraeri, zvokuti achava muranda wangu nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akishi akavimba naDhavhidhi achiti, “Dhavhidhi anyatsozvivengesa chaizvo navanhu vake vechiIsiraeri, saka achagara ari muranda wangu narini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akishi akatenda Dhavhidhi achiti, “Wazvivengesa kwazvo navanhu vake Isiraeri; naizvozvo uchava muranda wangu nokusingaperi.”
Shona 2009?
Akishi akatenda Dhavhidhi achiti, "Wazvivengesa kwazvo navanhu vake Isiraeri; naizvozvo uchava muranda wangu nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Akishi akatenda Dhavhidhi achiti, “Wazvivengesa kwazvo navanhu vake Isiraeri; naizvozvo uchava muranda wangu nokusingaperi.”