1 Samuel 27:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akasimuka, akayambuka, iye naʋarume ʋanamazana matanhatu ʋaakaŋga anaʋo, akaenda kunaAkishi, mŋanakomana waMaoki, mambo weGati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akabva navarume mazana matanhatu vakanga vanaye akaenda kuna Akishi mwanakomana waMaoki mambo weGati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Dhavhidhi navanhu vake mazana matanhatu vaaiva navo akasimuka akayambukira kwaAkishi mambo wokuGati, mwanakomana waMaoki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akasimuka, akayambuka, iye navarume vana mazana matanhatu vaakanga anavo, akaenda kuna Akishi, mwanakomana waMaoki, mambo weGati.
Shona 2009?
Dhavhidhi akasimuka, akayambuka, iye navarume vana mazana matanhatu vaakanga anavo, akaenda kuna Akishi, mwanakomana waMaoki, mambo weGati.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akasimuka, akayambuka, iye navarume vana mazana matanhatu vaakanga anavo, akaenda kuna Akishi, mwanakomana waMaoki, mambo weGati.