1 Samuel 27:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi naʋanhu ʋake ʋakakwira ʋakandopambara ʋaGeshuri naʋaGirzi, naʋaAmareki; nokuti marudzi iwayo ndiwo akaŋga agere panyika iyo kare, kana munhu acienda Shuri kuȿikira panyika yeEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhavhidhi navanhu vake vakaenda vakandopamba vaGeshuri, vaGeziri, navaAmareki. (Kubva kare vanhu ava vakanga vachigara munyika yaisvika kuShuri neIjipiti.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi navarwi vake vakakwira kundopamba vaGeshuri nevaGeziri navaAmereki nokuti vanhu ivava kubvira pasichigare ndivo vaigara kumatunhu okunge tava kuenda kuShuru nokuIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi navanhu vake vakakwira vakandopambara vaGeshuri navaGirizi, navaAmareki; nokuti marudzi iwayo ndiwo akanga agere panyika iyo kare, kana munhu achienda Shuri kusvikira panyika yeIjipiti.
Shona 2009?
Dhavhidhi navanhu vake vakakwira vakandopambara vaGeshuri navaGirizi, navaAmareki; nokuti marudzi iwayo ndiwo akanga agere panyika iyo kare, kana munhu achienda Shuri kusvikira panyika yeIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi navanhu vake vakakwira vakandopambara vaGeshuri navaGirizi, navaAmareki; nokuti marudzi iwayo ndiwo akanga agere panyika iyo kare, kana munhu achienda Shuru kusvikira panyika yeIjipiti.