1 Samuel 28:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akapika kwaari naJehova, akati: NaJehova mupenyu, iwe hauŋgaʋi nemhoȿa pacinhu ici.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akamupikira naJehovha akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, haungazorangwi pamusoro paizvozvi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro, akapika kwaari naTenzi achiti, “NaTenzi chaiye mupenyu hamumbofa makarangirwa izvozvi izvi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akapika kwaari naJehovha, akati, “NaJehovha mupenyu, iwe haungavi nemhosva pachinhu ichi.”
Shona 2009?
Sauro akapika kwaari naJehovha, akati, "NaJehovha mupenyu, iwe haungavi nemhosva pachinhu ichi."
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akapika kwaari naJehovha, akati, “NaJehovha mupenyu, iwe haungavi nemhosva pachinhu ichi.”