1 Samuel 28:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi wakati aciʋona Samueri, akaɗanidzira nenzwi guru. Mukadzi akataura naSauro, akati: Mandinyeŋgerereiko? Nokuti ndimi Sauro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akati achiona Samueri, akadanidzira nenzwi guru akati kuna Sauro, “Seiko mandinyengera? Ndimi Sauro!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu paakaona Samueri, akachema, akati kuna Sauro, “Ko mandinyengedzereiko kudai! Inga ndiwe Sauro wani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi wakati achiona Samueri, akadanidzira nezwi guru. Mukadzi akataura naSauro, akati, “Mandinyengerereiko? Nokuti ndimi Sauro?”
Shona 2009?
Mukadzi wakati achiona Samueri, akadanidzira nenzwi guru. Mukadzi akataura naSauro, akati, "Mandinyengerereiko? Nokuti ndimi Sauro?"
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi wakati achiona Samueri, akadanidzira nezwi guru. Mukadzi akataura naSauro, akati, “Mandinyengerereiko? Nokuti ndimi Sauro?”