1 Samuel 28:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kwaari: Usatya hako, asi unoʋoneiko? Mukadzi akati kunaSauro: Ndinoʋona mudzimu unokwira aciɓuɗa panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati kwaari, “Usatya. Uri kuoneiko?” Mukadzi akati, “Ndinoona mweya uchikwira uchibuda pasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akamuti, “Rega zvako kutya, chete chauri kumboona chii?” Mukadzi akati kuna Sauro, “Ndiri kuona mumwe mudzimu uri kunyuka pasi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kwaari, “Usatya hako, asi unowoneiko?” Mukadzi akati kuna Sauro, “Ndinoona mudzimu unokwira achibuda panyika.”
Shona 2009?
Mambo akati kwaari, "Usatya hako, asi unowoneiko?" Mukadzi akati kuna Sauro, "Ndinoona mudzimu unokwira achibuda panyika."
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kwaari, “Usatya hako, asi unowoneiko?” Mukadzi akati kuna Sauro, “Ndinoona mudzimu unokwira achibuda panyika.”