1 Samuel 28:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Wakaɗiniko? Akati: Kunomutana unokwira, akafuka ŋguʋo. Sauro akaziʋa kuti ndiye Samueri, akakotamira pasi neciso cake, akanamata kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Akaita seiko?” Akati, “Murume mutana akafuka nguo ari kuuya.” Ipapo Sauro akaziva kuti akanga ari Samueri, akakotamira pasi nechiso chake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwaari, “Chimiro chawo chakadii?” Mukadzi uyu ndokuti, “Murume, harahwa iri kunyuka yakafukidzwa gemenzi.” Sauro akabva aziva kuti ndiSamueri, akakotamisa uso ndokumugwadamira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Wakadiniko?” Akati, “Kunomutana unokwira, akafuka nguo.” Sauro akaziva kuti ndiye Samueri, akakotamira pasi nechiso chake, akanamata kwaari.
Shona 2009?
Akati kwaari, "Wakadiniko?" Akati, "Kunomutana unokwira, akafuka nguvo." Sauro akaziva kuti ndiye Samueri, akakotamira pasi nechiso chake, akanamata kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Wakadiniko?” Akati, “Kunomutana unokwira, akafuka nguo.” Sauro akaziva kuti ndiye Samueri, akakotamira pasi nechiso chake, akanamata kwaari.