1 Samuel 28:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Samueri akati: Unondibvunzireiko ini, Jehova ɀaakabva kwauri, akaʋa muʋeŋgi wako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Samueri akati, “Unondibvunzireiko ini, sezvo zvino Jehovha akabva kwauri akava muvengi wako?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri ndokuti, “Kana Tenzi akakufuratira kudaro akava mhandu yako, ko ini unogondibvunzireiwo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Samueri akati, “Unondibvunzireiko ini, Jehovha zvaakabva kwauri, akava muvengi wako?
Shona 2009?
Samueri akati, "Unondibvunzireiko ini, Jehovha zvaakabva kwauri, akava muvengi wako?
Shona SUB 2002 Bible
Samueri akati, “Unondibvunzireiko ini, Jehovha zvaakabva kwauri, akava muvengi wako?