1 Samuel 28:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hauna‐kuterera inzwi raJehova, hauna‐kuitira ʋaAmareki nokutsamŋa kwake kukuru; naiɀoɀo Jehova wakakuitira cinhu ici nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hauna kuteerera Jehovha, kana kuratidza hasha dzake dzinotyisa pamusoro peAmareki, Jehovha azviita izvi nhasi kwauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechokuti hauna kuteerera Tenzi. Wakarega iwe kutsividza vaAmereki kuvaratidza hasha dzake dzinotyisa, ndokusaka Tenzi aita izvozvi kwauri nhasi uno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hauna kuteerera izwi raJehovha, hauna kuitira vaAmareki nokutsamwa kwake kukuru; naizvozvo Jehovha wakakuitira chinhu ichi nhasi.
Shona 2009?
Nokuti hauna kuteerera inzwi raJehovha, hauna kuitira vaAmareki nokutsamwa kwake kukuru; naizvozvo Jehovha wakakuitira chinhu ichi nhasi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hauna kuteerera izwi raJehovha, hauna kuitira vaAmareki nokutsamwa kwake kukuru; naizvozvo Jehovha akakuitira chinhu ichi nhasi.