1 Samuel 28:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaAkishi: Naiɀoɀo mucaziʋa muranda wenyu ɀaanogona kuita. Akishi akati kunaDavidi: Naiɀoɀo ndicakuita muceŋgeti womusoro waŋgu nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati, “Ipapo muchazvionera pachenyu zvinogona kuitwa nomuranda wenyu.” Akishi akapindura akati, “Zvakanaka chaizvo, ndichakuita muchengeti wangu kwoupenyu hwose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akapindura Akishi achiti, “Zvakanaka, muchangoonawo zvenyu zvandichaita ini muranda wenyu.” Akishi akati kuna Dhavhidhi, “Heekaka! Ndichakuita muchengeti wangu narini narini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Akishi, “Naizvozvo muchaziva muranda wenyu zvaanogona kuita.” Akishi akati kuna Dhavhidhi, “Naizvozvo ndichakuita muchengeti womusoro wangu nokusingaperi.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Akishi, "Naizvozvo muchaziva muranda wenyu zvaanogona kuita." Akishi akati kuna Dhavhidhi, "Naizvozvo ndichakuita muchengeti womusoro wangu nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Akishi, “Naizvozvo muchaziva muranda wenyu zvaanogona kuita.” Akishi akati kuna Dhavhidhi, “Naizvozvo ndichakuita muchengeti womusoro wangu nokusingaperi.”