1 Samuel 28:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukadzi wakaŋga anemhuru yakakodzwa mumba; akakurumidza akaiɓaya, akatora ʋupfu, akabgukanya, akaɓika nabgo ciŋgwa cisino‐kuʋiriswa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akanga ane mhuru yakakodzwa pamba pake, uye akaiuraya pakarepo. Akatora upfu hwegorosi akahukanya akabika chingwa chisina mbiriso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu aiva nemhuru yaingunokodzwa mumba. Pakarepo akabva angoiuraya akatora upfu kwekoroni akahukanya ndokubva abika chingwa chisina mbiriso.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukadzi wakanga ane mhuru yakakodzwa mumba; akakurumidza akaibaya, akatora upfu, akahukanya, akabika nahwo chingwa chisina kuviriswa;
Shona 2009?
Zvino mukadzi wakanga ane mhuru yakakodzwa mumba; akakurumidza akaibaya, akatora upfu, akahukanya, akabika nahwo chingwa chisina kuviriswa;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukadzi wakanga ane mhuru yakakodzwa mumba; akakurumidza akaibaya, akatora upfu, akahukanya, akabika nahwo chingwa chisina kuviriswa;