1 Samuel 28:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro wakati aciʋona hondo dzaʋaFiristia, akatya, mŋoyo wake ukaɗeɗera kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati aona varwi vavaFiristia, akatya; kutya kwakazadza mwoyo wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro paakaona hondo yavaFirisitia akadedera kwazvo nokutya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro wakati achiona hondo dzavaFirisitia, akatya, mwoyo wake ukadedera kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Sauro wakati achiona hondo dzavaFirisitia, akatya, moyo wake ukadedera kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro wakati achiona hondo dzavaFirisitia, akatya, mwoyo wake ukadedera kwazvo.