1 Samuel 28:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akabvunza Jehova, asi Jehova haana‐kumupindura, kunyaŋge pakurota, kana neUrimi, kana naʋaprofita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabvunza kuna Jehovha, asi Jehovha haana kumupindura nezviroto kana neUrimi kana navaprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akada kunzwa kuti Tenzi anoti kudii nazvo, asi Tenzi haana kumupindura kana muzviroto kana neurimu kunyange nokuvaporofita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akabvunza Jehovha, asi Jehovha haana kumupindura, kunyange pakurota, kana neUrimi, kana navaporofita.
Shona 2009?
Sauro akabvunza Jehovha, asi Jehovha haana kumupindura, kunyange pakurota, kana nendimi, kana navaporofita.
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akabvunza Jehovha, asi Jehovha haana kumupindura, kunyangwe pakurota, kana neUrimi, kana navaporofita.