1 Samuel 28:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akati kuʋaranda ʋake: Nditȿakirei mukadzi unoȿikirwa, ndiende kwaari ndindomubvunza iye. Ʋaranda ʋake ʋakati kwaari: Tarirai, kunomukadzi unoȿikirwa paEndori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Sauro akati kuvaranda vake, “Nditsvakirei mukadzi anosvikirwa, kuti ndiende kundobvunza kwaari.” Ivo vakati, “Kuno mumwe ari paEndori.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati kuvaranda vake, “Nditsvakirei mukadzi anosvikirwa ndiende kundobvunzira kwaari.” Ivo vakati, “Kuno mumwe anosvikirwa ari kuEndori.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akati kuvaranda vake, “Nditsvakirei mukadzi unosvikirwa, ndiende kwaari ndindomubvunza iye.” Varanda vake vakati kwaari, “Tarirai, kuno mukadzi unosvikirwa paEndori.”
Shona 2009?
Ipapo Sauro akati kuvaranda vake, "Nditsvakirei mukadzi unosvikirwa, ndiende kwaari ndindomubvunza iye." Varanda vake vakati kwaari, "Tarirai, kuno mukadzi unosvikirwa paEndori."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akati kuvaranda vake, “Nditsvakirei mukadzi unosvikirwa, ndiende kwaari ndindomubvunza iye.” Varanda vake vakati kwaari, “Tarirai, kuno mukadzi unosvikirwa paEndoru.”