1 Samuel 28:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akati kwaari: Tarira, unoziʋa ɀakaitwa naSauro, kuti wakaparadza maȿikiro naʋaʋuki panyika, unoteyireiko ʋupenyu bgaŋgu, ndiʋurawe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mukadzi akati kwaari, “Zvirokwazvo unoziva iwe zvakaitwa naSauro. Akauraya masvikiro navauki kubva panyika. Ko, waisirei musungo muupenyu hwangu kuti undiurayise?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu akamuti, “Inga kana nemi munonyatsozviziva wani zvakaitwa naSauro. Handiti akaparadza n'anga navanosvikirwa munyika ino. Ko seiko muchida kuteya upenyu hwangu kuda kundiurayisa zvenyu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akati kwaari, “Tarira, unoziva zvakaitwa naSauro, kuti wakaparadza masvikiro navauki panyika, unoteyireiko upenyu hwangu, ndiurawe?”
Shona 2009?
Mukadzi akati kwaari, "Tarira, unoziva zvakaitwa naSauro, kuti wakaparadza masvikiro navauki panyika, unoteyireiko upenyu hwangu, ndiurawe?"
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akati kwaari, “Tarira, unoziva zvakaitwa naSauro, kuti wakaparadza masvikiro navauki panyika, unoteyireiko upenyu hwangu, ndiurawe?”