1 Samuel 29:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino cimuka hako acirimaŋgwanani pamŋe cete naʋaranda ʋashe wako ʋakaʋuya newe; ɀino kana mamuka maŋgwanani, mogona kuʋona, muende henyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino muka mangwanani-ngwanani, pamwe chete navaranda vatenzi wako avo vakauya newe, ugobva achiri mangwanani pakunotanga kuchena.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka wofumomuka pamwechete navaranda vatenzi vako vakauya newe moenda mangwanani mambakwedza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino chimuka hako achiri mangwanani pamwechete navaranda vashe wako vakauya newe; zvino kana mamuka mangwanani, mogona kuona, muende henyu.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino chimuka hako achiri mangwanani pamwechete navaranda vashe wako vakauya newe; zvino kana mamuka mangwanani, mogona kuona, muende henyu."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino chimuka hako achiri mangwanani pamwechete navaranda vashe wako vakauya newe; zvino kana mamuka mangwanani, mogona kuona, muende henyu.”