1 Samuel 3:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaSamueri: Tarira, ndicaita cinhu pakati paIsraeri, nzeʋe dzomumŋe nomumŋe unocinzwa dzicawuŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha akati kuna Samueri, “Tarira, ndava kuda kuita chimwe chinhu muIsraeri chichaita kuti nzeve dzavose vanochinzwa dziunge.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Tenzi akataurira Samueri achiti, “Chinzwa ndava kuzoita chimwe chinhu muIsiraeri chokuti munhu wose anochinzwa anounga nzeve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Samueri, “Tarira, ndichaita chinhu pakati paIsiraeri, nzeve dzomumwe nomumwe unochinzwa dzichawunga.
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Samueri, "Tarira, ndichaita chinhu pakati paIsiraeri, nzeve dzomumwe nomumwe unochinzwa dzichawunga.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Samueri, “Tarira, ndichaita chinhu pakati paIsiraeri, nzeve dzomumwe nomumwe unochinzwa dzichawunga.