1 Samuel 3:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ndakapika pamsoro peimba yaEri, kuti ɀakaipa ɀeimba yaEri haɀiŋgayananiswi neɀiɓayiro kana neɀipiriso nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndakatsidza kuimba yaEri ndichiti, ‘Mhosva yeimba yaEri haingayananisirwi nechibayiro kana nechipo.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ini ndakapika kune veimba yaEri ndichiti, ‘Kana narini zvake chitadzo chavo hachizofi chakapfupirwa nezvibayiro kana kuripwa nomupiro.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Saka ndakapika pamusoro peimba yaEri, kuti zvakaipa zveimba yaEri hazvingayananiswi nezvibayiro kana nezvipiriso nokusingaperi.”
Shona 2009?
"Saka ndakapika pamusoro peimba yaEri, kuti zvakaipa zveimba yaEri hazvingayananiswi nezvibayiro kana nezvipiriso nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
“Saka ndakapika pamusoro peimba yaEri, kuti zvakaipa zveimba yaEri hazvingayananiswi nezvibairo kana nezvipiriso nokusingaperi.”