1 Samuel 3:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Eri akaɗana Samueri, akati: Samueri, mŋana waŋgu. Iye akati: Ndiri pano haŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi Eri akamudana akati, “Samueri, mwanakomana wangu.” Samueri akapindura akati, “Ndiri pano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eri akadaidza Samueri achiti, “Nhai Samueri mwanangu.” Iye ndokudavira achiti, “Ndiri pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Eri akadana Samueri, akati “Samueri, mwana wangu.” Iye akati, “Ndiripano hangu.”
Shona 2009?
Zvino Eri akadana Samueri, akati "Samueri, mwana wangu." Iye akati, "Ndiripano hangu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Eri akadana Samueri akati, “Samueri, mwana wangu.” Iye akati, “Ndiri pano hangu.”