1 Samuel 3:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Samueri akamurondedzera ɀose‐ɀose, haana‐kumuʋanzira cinhu cimŋe. Eri akati: NdiJehova, ŋgaaite hake seɀaanoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Samueri akamuudza zvose, akasamuvanzira chinhu. Ipapo Eri akati, “NdiJehovha, regai aite zvaanoona zvakanaka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Samueri akavataurira zvose, hapana chaakamuvanzira. Eri akati, “NdiTenzi, anoita zvaanoona kuti ndizvo zvakanaka kwaari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Samueri akamurondedzera zvose‐zvose, haana kumuvanzira chinhu chimwe. Eri akati, “NdiJehovha, ngaaite hake sezvaanoda.”
Shona 2009?
Ipapo Samueri akamurondedzera zvose-zvose, haana kumuvanzira chinhu chimwe. Eri akati, "NdiJehovha, ngaaite hake sezvaanoda. "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Samueri akamurondedzera zvose–zvose, haana kumuvanzira chinhu chimwe. Eri akati, “NdiJehovha, ngaaite hake sezvaanoda.”