1 Samuel 3:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akaɀiratidza ɀe paShiro, nokuti Jehova wakaɀiratidza kunaSamueri paShiro neshoko raJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akaramba achionekwa paShiro, uye ipapo akazviratidza kuna Samueri kubudikidza neshoko rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaramba achizvionesa paShiro; Tenzi aizviratidza kuna Samueri kushiro nomushoko rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akazviratidzazve paShiro, nokuti Jehovha wakazviratidza kuna Samueri paShiro neshoko raJehovha.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akazviratidzazve paShiro, nokuti Jehovha wakazviratidza kuna Samueri paShiro neshoko raJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akazviratidzazve paShiro, nokuti Jehovha akazviratidza kuna Samueri paShiro neshoko raJehovha.