1 Samuel 3:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akamhanyira kunaEri, akati: Ndiri pano haŋgu, nokuti mandiɗana. Eri akati: Handina‐kukuɗana, ciʋata hako ɀe. Iye akandoʋata ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akamhanya kuna Eri akasvikoti, “Ndiri pano, nokuti mandidana.” Eri akati, “Handina kukudana; dzokera unorara.” Saka akaenda akanorara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samueri akamhanyira kuna Eri akasvikoti, “Ndanzwa muchindidaidza, zvino ndauya.” Asi Eri akati, “Handina kukudaidza, dzokera undorara zvako.” Akabva adzokera zvake kundorara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akamhanyira kuna Eri, akati, “Ndiripano hangu, nokuti mandidana.” Eri akati, “Handina kukudana, chivata hakozve.” Iye akandovatazve.
Shona 2009?
Akamhanyira kuna Eri, akati, "Ndiripano hangu, nokuti mandidana." Eri akati, "Handina kukudana, chivata hakozve." Iye akandovatazve.
Shona SUB 2002 Bible
Akamhanyira kuna Eri, akati, “Ndiripano hangu, nokuti mandidana.” Eri akati, “Handina kukudana, chivata hakozve.” Iye akandovatazve.