1 Samuel 3:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akapamha ɀe kuɗana, akati: Samueri! Samueri akamuka, akaenda kunaEri, akati: Ndiri pano haŋgu, nokuti mandiɗana. Akapindura, akati: Handina‐kukuɗana, mŋana waŋgu; ciʋata hako ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akadana zvakare achiti, “Samueri!” Uye Samueri akasimuka akaenda kuna Eri akati, “Ndiri pano, nokuti mandidana.” Eri akati, “Mwanakomana wangu, handina kukudana; dzokera unorara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akadaidzazve achiti, “Samueri!” Samueri akasimuka akaenda kuna Eri akandoti, “Ndanzwa muchindidaidza, zvino ndauya.” Asi Eri akati, “Handina kukudaidza, mwanangu, dzokera undorara zvako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akapamhazve kudana, akati, “Samueri!” Samueri akamuka, akaenda kuna Eri, akati, “Ndiripano hangu, nokuti mandidana.” Akapindura akati, “Handina kukudana, mwana wangu; chivata hakozve.”
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akapamhazve kudana, akati, "Samueri!" Samueri akamuka, akaenda kuna Eri, akati, "Ndiripano hangu, nokuti mandidana." Akapindura akati, "Handina kukudana, mwana wangu; chivata hakozve."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akapamhazve kudana, akati, “Samueri!” Samueri akamuka, akaenda kuna Eri, akati, “Ndiri pano hangu, nokuti mandidana.” Akapindura akati, “Handina kukudana, mwana wangu; chivata hakozve.”