1 Samuel 30:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakawana muEgipita kusaŋgo, ʋakaʋuya naye kunaDavidi, ʋakamupa ɀokudya, akadya, ʋakamupa ʋo mvura yokunwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakawana muIjipita ari mumunda ndokubva vauya naye kuna Dhavhidhi. Vakamupa mvura yokunwa nezvokudya kuti adye,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vamwe vakawana mumwe muIjipiti musango vakauya naye kuna Dhavhidhi. Vakamupa chingwa akadya, vakamupawo mvura yokunwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakawana muIjipiti kusango, vakauya naye kuna Dhavhidhi, vakamupa zvokudya, akadya, vakamupawo mvura yokunwa;
Shona 2009?
Vakawana muIjipiti kusango, vakauya naye kuna Dhavhidhi, vakamupa zvokudya, akadya, vakamupawo mvura yokumwa;
Shona SUB 2002 Bible
Vakawana muIjipiti kusango, vakauya naye kuna Dhavhidhi, vakamupa zvokudya, akadya, vakamupawo mvura yokunwa;